2 Samuel 22:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaɗana kunaJehova, iye unofanirwa nokurumbidzwa; Naiɀoɀo ndicaponeswa kunaʋaʋeŋgi ʋaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinodana kuna Jehovha, iye anofanira kurumbidzwa, uye ndinoponeswa kubva kuvavengi vangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaidzira kuna iye anofanira kurumbidzwa, Tenzi; ndinobva ndatonunurwa ini kune vanondivenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichadana kuna Jehovha, iye anofanira kurumbidzwa; Naizvozvo ndichaponeswa kuna vavengi vangu.
Shona 2009?
Ndichadana kuna Jehovha, iye anofanira kurumbidzwa; Naizvozvo ndichaponeswa kuna vavengi vangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichadana kuna Jehovha, iye anofanira kurumbidzwa; Naizvozvo ndichaponeswa kuna vavengi vangu.