2 Samuel 22:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti makandisuŋga ciʋuno nesimba rokurwa naro; Makandikundisa ʋaindimukira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makandishongedza nesimba rokurwa. makaita kuti vadzivisi vangu vakotame patsoka dzangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti simba rokurwa hondo makandipa mukaita kuti vavengi vangu vandigwadamire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti makandisunga chiwuno nesimba rokurwa naro; Makandikundisa vaindimukira.
Shona 2009?
Nokuti makandisunga chiwuno nesimba rokurwa naro; Makandikundisa vaindimukira.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti makandisunga chiuno nesimba rokurwa naro; Makandikundisa vaindimukira.