2 Samuel 22:44 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makandirwira ʋo pakukakaʋadzana kwaʋanhu ʋaŋgu, Makandiceŋgeta kuti ndiʋe mukuru wendudzi; Ʋanhu ʋandakaŋga ndisiŋgaziʋi, ʋacandishumira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makandinunura kubva pakurwisa kwavanhu vangu; makandichengetedza somutungamiri wendudzi. Vanhu vandakanga ndisingazivi vava pasi pangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makandinunura mumhirizhonga yevekwangu mukaita kuti ndirambe ndiri musoro wendudzi dzavanhu, vanhu vandakanga ndisingambozivi vakandishandira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Makandirwirawo pakukakavadzana kwavanhu vangu, Makandichengeta kuti ndive mukuru wendudzi; Vanhu vandakanga ndisingazivi, vachandishumira.
Shona 2009?
"Makandirwirawo pakukakavadzana kwavanhu vangu, Makandichengeta kuti ndive mukuru wendudzi; Vanhu vandakanga ndisingazivi, vachandishumira.
Shona SUB 2002 Bible
Makandirwirawo pakukakavadzana kwavanhu vangu, Makandichengeta kuti ndive mukuru wendudzi; Vanhu vandakanga ndisingazivi, vachandishumira.