2 Samuel 22:45 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋatorwa ʋacanamata kwandiri; Ʋacaterera pakarepo kana ʋacindinzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vatorwa vanouya kwandiri vachidedera, pavanongondinzwa vanonditeerera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vatorwa vaiuya kwandiri vachitodemba, vachiti vakangonzwa chete nezvangu vonditeerera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vatorwa vachanamata kwandiri; Vachateerera pakarepo kana vachindinzwa.
Shona 2009?
Vatorwa vachanamata kwandiri; Vachateerera pakarepo kana vachindinzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vatorwa vachanamata kwandiri; Vachateerera pakarepo kana vachindinzwa.