2 Samuel 22:51 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unopa mambo wake kuponeswa kukuru, Unoitira muzodzwa wake ʋunyoro, KunaDavidi naʋana ʋake nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye anopa mambo wake kukunda kukuru; anoratidza unyoro hwake kumuzodziwa wake, kuna Dhavhidhi nezvizvarwa zvake nokusingaperi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anopa mambo wake kukunda kukuru kwazvo, anoitira mwoyochena muzodzwa wake Dhavhidhi nezvizvarwa zvokwake narini wose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unopa mambo wake kuponeswa kukuru; Unoitira muzodzwa wake unyoro, Kuna Dhavhidhi navana vake nokusingaperi.”
Shona 2009?
Unopa mambo wake kuponeswa kukuru; Unoitira muzodzwa wake unyoro, Kuna Dhavhidhi navana vake nokusingaperi."
Shona SUB 2002 Bible
Unopa mambo wake kuponeswa kukuru; Unoitira muzodzwa wake unyoro, Kuna Dhavhidhi navana vake nokusingaperi.