2 Samuel 22:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo nyika yakazunuŋguka, ikaɗeɗera; Nheyo dzokuɗeŋga dzakaɗeŋgenyeka, Dzikazunuŋguswa, nokuti iye wakaŋga atsamŋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nyika yakadedera uye ikazungunuka, nheyo dzokudenga dzakadengenyeka; dzakadedera nokuti akanga atsamwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika yakadedera ikandengendeka, nheyo dzedenga dzikazunguzika dzikatetemera nokuti akanga ashatirwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ipapo nyika yakazununguka, ikadedera; Nheyo dzokudenga dzakadengenyeka, Dzikazununguswa, nokuti iye wakanga atsamwa.
Shona 2009?
"Ipapo nyika yakazununguka, ikadedera; Nheyo dzokudenga dzakadengenyeka, Dzikazununguswa, nokuti iye wakanga atsamwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo nyika yakazununguka, ikadedera; Nheyo dzokudenga dzakadengenyeka, Dzikazununguswa, nokuti iye wakanga atsamwa.