2 Samuel 22:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋutsi bgakakwira bgucibva mumhino dzake, Ʋuye mŋoto wakaɓuɗa mumuromo make, wakaparadza; Mazimbe akaɓatidzwa nawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Utsi hwakakwira kubva mumhino dzake; moto unoparadza wakabuda mumuromo make, mazimbe anopisa akapfutamo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akafemeruka utsi mumhuno dzake, rimi romoto rikavavaya, mukanwa make, mukabuda mazimbe anobvira moto.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Utsi hwakakwira hwuchibva mumhino dzake, Uye moto wakabuda mumuromo make, wakaparadza; Mazimbe akabatidzwa nawo.
Shona 2009?
Utsi hwakakwira hwuchibva mumhino dzake, Uye moto wakabuda mumuromo make, wakaparadza; Mazimbe akabatidzwa nawo.
Shona SUB 2002 Bible
Utsi hwakakwira hwuchibva mumhino dzake, Uye moto wakabuda mumuromo make, wakaparadza; Mazimbe akabatidzwa nawo.