2 Samuel 23:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndiwo mashoko okupedzisira aDavidi: Ɀanzi naDavidi mŋanakomana waJese, Ɀanzi nomunhu wakakudzwa kwaɀo, Naiye muzodzwa waMŋari waJakobo, Muimbi weɀakanaka waIsraeri:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aya ndiwo mashoko okupedzisira aDhavhidhi: “Chirevo chaDhavhidhi mwanakomana waJese, Chirevo chomurume akasimudzirwa noWokumusoro-soro, murume akazodzwa naMwari waJakhobho, muimbi wenziyo waIsraeri:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aya ndiwo mazwi okupedzesera aDhavhidhi. Shoko raDhavhidhi mwana waJese shoko romurume akakwidziridzwa pamusoro muzodzwa waMwari waJakobho muimbi weIsiraeri wepamwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndiwo mashoko okupedzisira aDhavhidhi, Zvanzi naDhavhidhi mwanakomana waJese, Zvanzi nomunhu wakakudzwa kwazvo, Naiye muzodzwa waMwari waJakobho, Muimbi wezvakanaka waIsiraeri,
Shona 2009?
Zvino ndiwo mashoko okupedzisira aDhavhidhi, Zvanzi naDhavhidhi mwanakomana waJese, Zvanzi nomunhu wakakudzwa kwazvo, Naiye muzodzwa waMwari waJakobho, Muimbi wezvakanaka waIsiraeri,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndiwo mashoko okupedzisira aDhavhidhi, Zvanzi naDhavhidhi mwanakomana waJese, Zvanzi nomunhu wakakudzwa kwazvo, Naiye muzodzwa waMwari waJakobho, Muimbi wezvakanaka waIsiraeri,