2 Samuel 23:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakamuteʋera wakaŋga ari Shama mŋanakomana waAgee, muHarari. ƲaFiristia ʋakaŋga ʋaʋuŋgana paRehi, pakaŋga paneɓindu renyemba; ʋanhu ʋakatiza ʋaFiristia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aimutevera akanga ari Shama mwanakomana weAgi muHarari. VaFiristia vakati vaungana pamwe chete panzvimbo yakanga ine munda wakanga uzere nenyemba, varwi vavaIsraeri vakatiza pamberi pavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aimutevera wacho ndiShama, mwanakomana waAgee wokuHarari. Pakanga vaFirisitia vaunganidzana pamwechete kuRehi paiva nomunda uzere nyemba, vamwe vaIsiraeri vakatiza vaFirisitia.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakamutevera wakanga ari Shama mwanakomana waAgee, muHarari. VaFirisitia vakanga vaungana paRehi, pakanga pane bindu renyemba; vanhu vakatiza vaFirisitia.
Shona 2009?
Wakamutevera wakanga ari Shama mwanakomana waAgee, muHarari. VaFirisitia vakanga vaungana paRehi, pakanga pane bindu renyemba; vanhu vakatiza vaFirisitia.
Shona SUB 2002 Bible
Wakamutevera wakanga ari Shama mwanakomana waAgee, muHarari. VaFirisitia vakanga vaungana paRehi, pakanga pane munda wenyemba; vanhu vakatiza vaFirisitia.