2 Samuel 23:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Haiȿa, Jehova, handiŋgaiti cinhu ici! Ndiŋganwa ropa raʋarume aʋa ʋakaenda ʋasiŋgaraŋgariri ʋupenyu bgaʋo here? Naiɀoɀo akaramba kuinwa. Ndiɀo ɀakaitwa nemhare idzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, “Ngazvive kure neni, Jehovha, kuti ndiite izvi! Ko, iri harisi ropa ravarume vakaendako vachiisa upenyu hwavo panjodzi here?” Uye Dhavhidhi akaramba kuinwa. Izvi ndizvo zvakaitwa nemhare nhatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achiti, “Tenzi we-e handifanire kumbofa ndakaita chinhu chakadai iropaka iri ravanhu vaendako vachitopinza upenyu hwavo munjodzi.” Naizvozvo kuinwa akaramba. Izvozvi izvi ndizvo zvinhu zvakaitwa nemagamba matatu aya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Haisva, Jehovha, handingaiti chinhu ichi! Ndinganwa ropa ravarume ava vakaenda vasingarangariri upenyu hwavo here?” Naizvozvo akaramba kuinwa. Ndizvo zvakaitwa nemhare idzo.
Shona 2009?
Akati, "Haisva, Jehovha, handingaiti chinhu ichi! Ndingamwa ropa ravarume ava vakaenda vasingarangariri upenyu hwavo here?" Naizvozvo akaramba kuimwa. Ndizvo zvakaitwa nemhare idzo.
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Haisva, Jehovha, handingaiti chinhu ichi! Ndinganwa ropa ravarume ava vakaenda vasingarangariri upenyu hwavo here?” Naizvozvo akaramba kuinwa. Ndizvo zvakaitwa nemhare idzo.