2 Samuel 23:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye wakarumbidzwa ɀikuru pakati paʋatatu aʋo; naiɀoɀo akaitwa mukuru waʋo, asi haana‐kuenzana naʋatatu ʋokutaŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, haana kupiwa kuremekedzwa kukuru kupfuura vaya Vatatu here? Iye akazova mutungamiri wavo, kunyange zvazvo akanga asina kuverengwa pakati pavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiye aiva nomukurumbira kwazvo pamakumi matatu avo ndokubva ava mukuru mukuru wavo. Asi pavatatu vaya, haana kupasvika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye wakarumbidzwa zvikuru pakati pavatatu avo; naizvozvo akaitwa mukuru wavo, asi haana kuenzana navatatu vokutanga.
Shona 2009?
Iye wakarumbidzwa zvikuru pakati pavatatu avo; naizvozvo akaitwa mukuru wavo, asi haana kuenzana navatatu vokutanga.
Shona SUB 2002 Bible
Iye wakarumbidzwa zvikuru pakati pavatatu avo; naizvozvo akaitwa mukuru wavo, asi haana kuenzana navatatu vokutanga.