2 Samuel 23:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya waJehova wakataura mukati maŋgu, Shoko rake rakaŋga riri parurimi rwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mweya waJehovha wakataura kubudikidza neni; shoko rake rakanga riri parurimi rwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mweya waTenzi ari kutaura nomandiri shoko rake riri mumuromo mangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mweya waJehovha wakataura mukati mangu, Shoko rake rakanga riri parurimi rwangu.
Shona 2009?
"Mweya waJehovha wakataura mukati mangu, Shoko rake rakanga riri parurimi rwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya waJehovha akataura mukati mangu, Shoko rake rakanga riri parurimi rwangu.