2 Samuel 23:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀinhu iɀi ɀakaitwa naBenaya mŋanakomana waJehoiada, wakaŋga akakurumbira pakati pemhare idzo nhatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiwo akanga ari mabasa aBhenaya mwanakomana waJehoyadha; naiyewo akanga ano mukurumbira sowavarume vaya vatatu voumhare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvi izvi ndizvo zvakaitwa naBhenaya mwana waJehoyadha akazviwanira mbiri yakada kuita seyemagamba matatu aya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvinhu izvi zvakaitwa naBhenaya mwanakomana waJehoyadha, wakanga akakurumbira pakati pemhare idzo nhatu.
Shona 2009?
Zvinhu izvi zvakaitwa naBhenaya mwanakomana waJehoyadha, wakanga akakurumbira pakati pemhare idzo nhatu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvinhu izvi zvakaitwa naBhenaya mwanakomana waJehoyadha, wakanga akakurumbira pakati pemhare idzo nhatu.