2 Samuel 23:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asaheri munuŋuna waJoabi wakaŋga ari mumŋe waʋanamakumi matatu, naErhanani mŋanakomana waDodo weBeti‐rehemi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakati pavaya Makumi Matatu paiti: Asaheri munun'una waJoabhu, Erihanani mwanakomana waDhodho aibva kuBheterehema,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asaheri munun'una waJoabhu aivawo mumwe wamakumi matatu iwaya uye Erihanani mwanakomana waDhodho wokuBheterehemu:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ashaheri munun’una waJoabhu wakanga ari mumwe wavana makumi matatu, naErihanani mwanakomana waDhodho weBheterehemu;
Shona 2009?
Ashaheri munun'una waJoabhu wakanga ari mumwe wavana makumi matatu, naErihanani mwanakomana waDhodho weBheterehemu;
Shona SUB 2002 Bible
Ashaheri munun'una waJoabhu wakanga ari mumwe wavana makumi matatu, naErihanani mwanakomana waDhodho weBhetirehemu;