2 Samuel 23:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naHerebi, mŋanakomana waBaana muNetofati, naItai mŋanakomana waRibai weGibea waʋana ʋaBenjamini;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Heredhi mwanakomana waBhaana muNetofati, Itai mwanakomana waRibhai aibva kuGibhea muBhenjamini,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uyewo Herebhu mwanakoma waBhaana wokuNetofa naItai mwanakomana waRibhai wokuGibhea kwaBhenjamini
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naHerebhu, mwanakomana waBhaana muNetofati, naItai mwanakomana waRibhai weGibhea wavana vaBhenjamini;
Shona 2009?
naHerebhu, mwanakomana waBhaana muNetofati, naItai mwanakomana waRibhai weGibhiya wavana vaBhenjamini;
Shona SUB 2002 Bible
naHerebhu, mwanakomana waBhaana muNetofati, naItai mwanakomana waRibhai weGibhia wavana vaBhenjamini;