2 Samuel 23:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari waIsraeri wakataura, Ƌombo raIsraeri rakataura neni, rikati: Mumŋe ucaʋa’po, ucaɓata ʋanhu ɀakarurama, Ucaɓata ʋushe acitya Mŋari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari waIsraeri akataura, Dombo raIsraeri akati kwandiri: ‘Kana munhu achitonga vanhu mukururama, kana achitonga mukutya Mwari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari weIsiraeri ataura iye Bako reIsiraeri anditi: “Kana munhu achitonga vanhu zvine ruenzaniso achitonga achitya Mwari,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari waIsiraeri wakataura, dombo raIsiraeri rakataura neni, rikati, ‘Mumwe uchavapo, uchabata vanhu zvakarurama, Uchabata ushe achitya Mwari;
Shona 2009?
Mwari waIsiraeri wakataura, dombo raIsiraeri rakataura neni, rikati, `Mumwe uchavapo, uchabata vanhu zvakarurama, Uchabata ushe achitya Mwari;
Shona SUB 2002 Bible
Mwari waIsiraeri wakataura, dombo raIsiraeri rakataura neni, rikati, “Mumwe uchavapo, uchabata vanhu zvakarurama, Uchabata ushe achitya Mwari;