2 Samuel 24:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova wakatsamŋira ɀe ʋaIsraeri, akakurudzira Davidi pamsoro paʋo, akati: Enda uʋereŋge ʋaIsraeri naʋaJuda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutsamwa kwaMwari kwakava pamusoro pavaIsraeri zvakare, uye akakurudzira Dhavhidhi achiti, “Enda undoverenga vaIsraeri navaJudha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akashatirirwa Isiraeri zvakare akaisa muna Dhavhidhi mumwewo mweya wokuti zvivaipire achiti, “Enda uverenge vokwaIsiraeri novokwaJudha.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha wakatsamwirazve vaIsiraeri, akakurudzira Dhavhidhi pamusoro pavo, akati, “Enda uverenge vaIsiraeri navaJudha.”
Shona 2009?
Zvino Jehovha wakatsamwirazve vaIsiraeri, akakurudzira Dhavhidhi pamusoro pavo, akati, "Enda uverenge vaIsiraeri navaJudha."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akatsamwirazve VaIsiraeri, akakurudzira Dhavhidhi pamusoro pavo, akati, “Enda uverenge VaIsiraeri navaJudha.”