2 Samuel 24:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Davidi wakati acimuka maŋgwanani, shoko raJehova rikaȿika kumuprofita Gadi, muʋoni waDavidi, rikati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Dhavhidhi akati achimuka mangwanani, shoko raJehovha rakasvika kuna Gadhi muprofita, muoni waDhavhidhi richiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti Dhavhidhi amuka mangwanani acho, izwi raTenzi rakauya kumuporofita Gadhi, muoni wokwaDhavhidhi rikati,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi wakati achimuka mangwanani, shoko raJehovha rikasvika kumuporofita Gadhi, muwoni waDhavhidhi, rikati,
Shona 2009?
Zvino Dhavhidhi wakati achimuka mangwanani, shoko raJehovha rikasvika kumuporofita Gadhi, Muvoni waDhavhidhi, rikati,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhavhidhi wakati achimuka mangwanani, shoko raJehovha rikasvika kumuporofita Gadhi, muwoni waDhavhidhi, rikati,