2 Samuel 24:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Enda, undoʋudza Davidi, uti: Ɀanzi naJehova: Ndinokuisira ɀinhu ɀitatu, ciɀitsaurira cimŋe caɀo, ndikuitire ico.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Enda undoudza Dhavhidhi kuti, ‘Zvanzi naJehovha: Ndiri kukupa zvinhu zvitatu. Sarudza chimwe chete chazvo kuti ndichiite pamusoro pako.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Enda uti kuna Dhavhidhi, zvanzi naTenzi sarudza chandingaite kwauri pazvitatu izvi zvandiri kukupa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Enda, undoudza Dhavhidhi, uti, ‘Zvanzi naJehovha, ndinokuisira zvinhu zvitatu; chizvitsaurira chimwe chazvo, ndikuitire icho.’ ”
Shona 2009?
"Enda, undoudza Dhavhidhi, uti, `Zvanzi naJehovha, ndinokuisira zvinhu zvitatu; chizvitsaurira chimwe chazvo, ndikuitire icho.' "
Shona SUB 2002 Bible
“Enda, undoudza Dhavhidhi, uti, ‘Zvanzi naJehovha, ndinokuisira zvinhu zvitatu; chizvitsaurira chimwe chazvo, ndikuitire icho.’ ”