2 Samuel 24:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Davidi akati kunaGadi: Ndiri pakumanikidzwa kukuru; tiwire heɗu ɀino muruʋoko rwaJehova, nokuti nyasha dzake ihuru, asi ndirege haŋgu kuwira muruʋoko rwomunhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati kuna Gadhi, “Ndiri pakutambudzika kukuru. Ngatiwirei hedu mumaoko aJehovha, nokuti ngoni dzake ihuru; asi musandirega ndichiwira mumaoko avanhu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akati kuna vaGadhi, “Inga ndazotambura zvino. Regai zvenyu ndisve ndarangwa zvangu naTenzi nokuti ngoni dzake dzakanyanya kwazvo. Asi zvokuti munhu ave iye wokundiranga, aiwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Dhavhidhi akati kuna Gadhi, “Ndiri pakumanikidzwa kukuru; tiwire hedu zvino muruoko rwaJehovha, nokuti nyasha dzake ihuru, asi ndirege hangu kuwira muruoko rwomunhu.”
Shona 2009?
Ipapo Dhavhidhi akati kuna Gadhi, "Ndiri pakumanikidzwa kukuru; tiwire hedu zvino muruoko rwaJehovha, nokuti nyasha dzake ihuru, asi ndirege hangu kuwira muruoko rwomunhu."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Dhavhidhi akati kuna Gadhi, “Ndiri pakumanikidzwa kukuru; tiwire hedu zvino muruoko rwaJehovha, nokuti nyasha dzake ihuru, asi ndirege hangu kuwira muruoko rwomunhu.”