2 Samuel 24:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Gadi akaenda kunaDavidi zuʋa iro, akati kwaari: Enda, undoʋakira Jehova artari paɓuriro raArauna muJebusi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva iro Gadhi akaenda kuna Dhavhidhi akati kwaari, “Kwira undovakira Jehovha aritari paburiro raArauna muJebhusi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gadhi akasvika kuna Dhavhidhi musi wakarewo akati kwaari, “Kwirai kuruware rwavaArauna vechiJebhusi muvakire Tenzi atari ipapo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Gadhi akaenda kuna Dhavhidhi zuva iro, akati kwaari, “Enda undovakira Jehovha aritari paburiro raArauna muJebhusi.”
Shona 2009?
Zvino Gadhi akaenda kuna Dhavhidhi zuva iro, akati kwaari, "Enda undovakira Jehovha aritari paburiro raArauna muJebhusi."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Gadhi akaenda kuna Dhavhidhi zuva iro, akati kwaari, “Enda undovakira Jehovha atari paburiro raArauna muJebhusi.”