2 Samuel 24:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Arauna akatarira, akaʋona mambo naʋaranda ʋake ʋaciʋuya kwaari, Arauna akaɓuɗa, akakotamira pasi neciso cake pamberi pamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Arauna akati atarisa akaona mambo navanhu vake vachiuya vakananga kwaari, akabuda akandokotamira pasi pamberi pamambo chiso chake chakatsikitsira pasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Arauna akati tarisei akaona mambo namakurukota ake vachidimura kuuya kwaari. Arauna akabuda akakotamira mambo akatyora uso.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Arauna akatarira, akaona mambo navaranda vake vachiuya kwaari, Arauna akabuda, akakotamira pasi nechiso chake pamberi pamambo.
Shona 2009?
Zvino Arauna akatarira, akaona mambo navaranda vake vachiuya kwaari, Arauna akabuda, akakotamira pasi nechiso chake pamberi pamambo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Arauna akatarira, akaona mambo navaranda vake vachiuya kwaari, Arauna akabuda, akakotamira pasi nechiso chake pamberi pamambo.