2 Samuel 24:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Arauna akati: Ishe waŋgu mambo waʋuyireiko kumuranda wake? Davidi akati: Ndaʋuya kuzoteŋga ɓuriro kwauri, kuti ndiʋakire Jehova artari, kuti ɗenda ripere pakati paʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Arauna akati, “Seiko ishe wangu mambo auya kumuranda wake?” Dhavhidhi akapindura akati, “Kuzotenga buriro rako, kuti ndivakire Jehovha aritari, kuti denda riri pamusoro pavanhu rigume.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Arauna akati, “Mambo changamire mavingeiko kwandiri ini muranda wenyu?” Dhavhidhi akati, “Kuzotenga ruware rwako ndivakepo atari yaTenzi kuti denda rimiswe kuvanhu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Arauna akati, “Ishe wangu mambo wauyireiko kumuranda wake?” Dhavhidhi akati, “Ndauya kuzotenga buriro kwauri, kuti ndivakire Jehovha aritari, kuti denda ripere pakati pavanhu.”
Shona 2009?
Arauna akati, "Ishe wangu mambo wauyireiko kumuranda wake?" Dhavhidhi akati, "Ndauya kuzotenga buriro kwauri, kuti ndivakire Jehovha aritari, kuti denda ripere pakati pavanhu."
Shona SUB 2002 Bible
Arauna akati, “Ishe wangu mambo wauyireiko kumuranda wake?” Dhavhidhi akati, “Ndauya kuzotenga buriro kwauri, kuti ndivakire Jehovha atari, kuti denda ripere pakati pavanhu.”