2 Samuel 24:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Arauna akati kunaDavidi: Ishe waŋgu mambo ŋgaatore hake, aɓayire Jehova seɀaanoɗa; tarirai, hedzo nzombe dzokuɓayira cipiriso cinopiswa; ʋuye nhumbi dzokupura nadzo, namajoko enzombe, dziʋe huni;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Arauna akati kuna Dhavhidhi, “Ishe wangu mambo ngaatore zvose zvinomufadza agozvipira kuna Jehovha. Hedzi nzombe dzechibayiro chinopiswa, uye iyi mipuro namajoko enzombe kuti dzive huni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Arauna akati kuna Dhavhidhi, “Mambo changamire torai zvenyu mupire kuna Mwari zvamunoda, nzombe ndidzodzi idzi, dzomupiro wokupisa, majoki emombe nezvirhei ndizvozvi izvi ndozvehuni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Arauna akati kuna Dhavhidhi, “Ishe wangu mambo ngaatore hake, abayire Jehovha sezvaanoda; tarirai, hedzo nzombe dzokubayira chipiriso chinopiswa; uye nhumbi dzokupira nadzo, namajoko enzombe, dzive huni;
Shona 2009?
Arauna akati kuna Dhavhidhi, "Ishe wangu mambo ngaatore hake, abayire Jehovha sezvaanoda; tarirai, hedzo nzombe dzokubayira chipiriso chinopiswa; uye nhumbi dzokupira nadzo, namajoko enzombe, dzive huni;
Shona SUB 2002 Bible
Arauna akati kuna Dhavhidhi, “Ishe wangu mambo ngaatore hake, abayire Jehovha sezvaanoda; tarirai, hedzo nzombe dzokubayira chipiriso chinopiswa; uye nhumbi dzokupira nadzo, namajoko enzombe, dzive huni;