2 Samuel 24:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iɀi ɀose, mambo, Arauna unopa mambo. Arauna akati kunamambo: Jehova Mŋari wenyu ŋgaakugamucirei hake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa mambo, Arauna anopa zvose izvi kuna mambo.” Arauna akatizve kwaari, “Jehovha Mwari wenyu ngaakugamuchirei.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo, ini Arauna, zvose izvozvi ndozvandapa kwamuri mambo.” Arauna akati kuna mambo, “Tenzi, Mwari wenyu ngaakugamuchirei.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
izvi zvose, mambo, Arauna unopa mambo.” Arauna akati kuna mambo, “Jehovha Mwari wenyu ngaakugamuchirei hake.”
Shona 2009?
izvi zvose, mambo, Arauna unopa mambo." Arauna akati kuna mambo, "Jehovha Mwari wenyu ngaakugamuchirei hake."
Shona SUB 2002 Bible
izvi zvose, mambo, Arauna unopa mambo.” Arauna akati kuna mambo, “Jehovha Mwari wenyu ngaakugamuchirei hake.”