2 Samuel 24:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakayambuka Joridani, ʋakadzika matente aʋo paAroeri, kurutiʋi rworudyi rweguta, pakati pomupata weGadi, kuȿikira paJazeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokuyambuka Jorodhani, vakadzika matende avo pedyo neAroeri, zasi kweguta riri mumupata, uye ipapo vakaenda napakati peGadhi nokuJazeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakayambuka Jorodhani vakadzika matendhe avo kuguta reAroero kubvira kuguta riri mukati mebani vakananga kwaGadhi nokuJazeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakayambuka Jorodhani, vakadzika matende avo paAroeri, kurutivi rworudyi rweguta, pakati pomupata weGadhi, kusvikira paJazeri.
Shona 2009?
Vakayambuka Jorodhani, vakadzika matende avo paAroeri, kurutivi rworudyi rweguta, pakati pomupata weGadhi, kusvikira paJazeri.
Shona SUB 2002 Bible
Vakayambuka Jodhani, vakadzika matende avo paAroeri, kurutivi rworudyi rweguta, pakati pomupata weGadhi, kusvikira paJazeri.