2 Samuel 24:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋapota nenyika yose, ʋakaȿika Jerusarema, ʋapedza mŋedzi mipfumbamŋe namazuʋa anamakumi maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mokuenda kwavo munyika yose, vakadzoka kuJerusarema papera mwedzi mipfumbamwe namazuva makumi maviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti vabvongodza nyika iyi yose vakadzokera zvavo Jerusaremu, izvozvo kwapera mwedzi mipfumbamwe namazuva makumi maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vapota nenyika yose, vakasvika Jerusaremu, vapedza mwedzi mipfumbamwe namazuva ana makumi maviri.
Shona 2009?
Zvino vakati vapota nenyika yose, vakasvika Jerusaremu, vapedza mwedzi mipfumbamwe namazuva ana makumi maviri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vapota nenyika yose, vakasvika Jerusaremu, vapedza mwedzi mipfumbamwe namazuva ana makumi maviri.