2 Samuel 24:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Joabi akarondedzera kuwanda kwaʋanhu kunamambo; kuʋaIsraeri kwakaŋga kunemhare dzaiʋa neɀuru ɀinamazana masere ʋaigona kurwa nomunondo; ʋuye ʋarume ʋaJuda ʋaiʋa ʋarume ʋaneɀuru ɀinamazana mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joabhu akazivisa uwandu hwavanhu kuna mambo akati: MuIsraeri makanga mune mazana masere ezviuru zvavarume vakanga vakasimba uye vaigona kubata munondo, uye muJudha maiva namazana mashanu ezviuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joabhu akataurira mambo uwandi hwavanhu hwakadai izvi: KwaIsiraeri kwaiva nezviuru mazana masere zvavarume vano chaivo vokurwa namapakatwa. Varume vokwaJudha vaivawo mazana mashanu ezviuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Joabhu akarondedzera kuwanda kwavanhu kuna mambo; kunavaIsiraeri kwakanga kune mhare dzaiva nezviuru zvina mazana masere vaigona kurwa nomunondo; uye varume vaJudha vaiva varume vane zviuru zvina mazana mashanu.
Shona 2009?
Joabhu akarondedzera kuwanda kwavanhu kuna mambo; kuna vaIsiraeri kwakanga kune mhare dzaiva nezviuru zvina mazana masere vaigona kurwa nomunondo; uye varume vaJudha vaiva varume vane zviuru zvina mazana mashanu.
Shona SUB 2002 Bible
Joabhu akarondedzera kuwanda kwavanhu kuna mambo; kuna VaIsiraeri kwakanga kune mhare dzaiva nezviuru zvina mazana masere vaigona kurwa nomunondo; uye varume vaJudha vaiva varume vane zviuru zvina mazana mashanu.