2 Samuel 3:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
aciti ucatamisa ʋushe paimba yaSauro, amutse cigaro coʋushe caDavidi pakati paIsraeri naJuda, kubva paDani kuȿikira paBeeri‐sheba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokubvisa umambo muimba yaSauro ndichisimbisa chigaro choushe chaDhavhidhi pamusoro peIsraeri neJudha kubva paDhani kusvikira kuBheerishebha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvokubvisa umambo mumba yokwaSauro agoita kuti umambo hwaDhavhidhi hudzike midzi muIsiraeri nokwaJudha, kubvira kwaDhani kusvikira kuBheerishebha.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
achiti uchatamisa ushe paimba yaSauro, amutse chigaro choushe chaDhavhidhi pakati paIsiraeri naJudha, kubva paDhani kusvikira paBheerishebha.”
Shona 2009?
achiti uchatamisa ushe paimba yaSauro, amutse chigaro choushe chaDhavhidhi pakati paIsiraeri naJudha, kubva paDhani kusvikira paBheerishebha."
Shona SUB 2002 Bible
achiti uchatamisa ushe paimba yaSauro, amutse chigaro choushe chaDhavhidhi pakati paIsiraeri naJudha, kubva paDhani kusvikira paBheerishebha.”