2 Samuel 3:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akasagona kupindura Abineri kunyaŋge neshoko rimŋe, nokuti wakaŋga acimutya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ishi-Bhosheti haana kuzomboti bufuzve kuna Abhineri, nokuti akanga ava kumutya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ishibhosheti haana kana kuzokwanisa kumupindura chinhu nokuti akanga ava kumutya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akasagona kupindura Abhineri kunyange shoko rimwe, nokuti wakanga achimutya.
Shona 2009?
Akasagona kupindura Abhineri kunyange shoko rimwe, nokuti wakanga achimutya.
Shona SUB 2002 Bible
Akasagona kupindura Abhineri kunyangwe shoko rimwe, nokuti wakanga achimutya.