2 Samuel 3:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akatuma nhume kunaIshi‐bosheti, mŋanakomana waSauro, akati: Ndipe Mikari mukadzi waŋgu, wandakanyeŋga neɀikanda ɀapamberi ɀaʋaFiristia ɀinezana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Dhavhidhi akatuma nhume kuna Ishi-Bhosheti mwanakomana waSauro, kundoti, “Ndipe Mikari mudzimai wangu, wandakatsidzirana naye nezvikanda zvokudzingiswa zvapamberi zvavaFiristia vane zana.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akabva atumirawo nhume kuna Ishibhosheti mwanakomana waSauro kundoti, “Ndipe kuno mukadzi wangu, Mikari wandakaroora nezana rezvikanda zvapamberi zvavaFirisitia.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akatuma nhume kuna Ishibhosheti, mwanakomana waSauro, akati, “Ndipe Mikari mukadzi wangu, wandakanyenga nezvikanda zvapamberi zvavaFirisitia zvine zana.”
Shona 2009?
Dhavhidhi akatuma nhume kuna Ishibhosheti, mwanakomana waSauro, akati, "Ndipe Mikari mukadzi wangu, wandakanyenga nezvikanda zvapamberi zvavaFirisitia zvine zana."
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akatuma nhume kuna Ishibhosheti, mwanakomana waSauro, akati, “Ndipe Mikari mukadzi wangu, wandakapfimba nezvikanda zvapamberi zvavaFirisitia zvine zana.”