2 Samuel 3:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Ishi‐bosheti akatuma nhume kundomutora kumurume wake Partieri, mŋanakomana waRaishi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Ishi-Bhosheti akatuma nhume kundomutora kumurume wake Paritieri mwanakomana waRaishi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ishibhosheti akatumirawo nhume akamutora kumurume wake Paritieri mwana wavaRaishi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Ishibhosheti akatuma nhume kundomutora kumurume wake Paritieri, mwanakomana waRaishi.
Shona 2009?
Ipapo Ishibhosheti akatuma nhume kundomutora kumurume wake Paritieri, mwanakomana waRaishi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Ishibhosheti akatuma nhume kunomutora kumurume wake Paritieri, mwanakomana waRaishi.