2 Samuel 3:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akaɓerekerwa ʋanakomana paHebroni; ɗaŋgwe rake raiʋa Amoni, mŋanakomana waAhinoami muJezreeri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akaberekerwa vanakomana paHebhuroni: Dangwe rake raiva Amunoni mwanakomana waAbhinoami weJezireeri;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi wakabereka vana vakomana kuHebhuroni. Dangwe rake ndiAmoni waakaberekerwa naAhinoamu wokuJezireeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akaberekerwa vanakomana paHebhuroni; dangwe rake raiva Amoni, mwanakomana waAhinoami muJezereri;
Shona 2009?
Dhavhidhi akaberekerwa vanakomana paHebhuroni; dangwe rake raiva Amunoni, mwanakomana waAhinowami muJezereeri;
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akaberekerwa vanakomana paHebhuroni; dangwe rake raiva Amoni, mwanakomana waAhinoami muJezereri;