2 Samuel 3:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Joabi nehondo yose yakaŋga inaye ʋakati ʋaȿika, Joabi akaʋudzwa, ɀicinzi: Abineri, mŋanakomana waNeri, wakaȿika kunamambo, akaendiswa hake norugare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joabhu paakasvika navarwi vose vaaiva navo, akaudzwa kuti Abhineri mwanakomana waNeri akanga auya kuna mambo uye kuti mambo akanga amutendera kuti aende uye akanga aenda norugare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakasvika Joabhu nehondo yose yaaiva nayo, vanhu vakataurira Joabhu kuti, “Abhuneru mwanakomana waNeru auya kuna mambo, ivo vatomurega zvavo akaenda, akatoendawo zvake zvakanaka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Joabhu nehondo yose yakanga inaye vakati vasvika, Joabhu akaudzwa, zvichinzi, “Abhineri, mwanakomana waNeri, wakasvika kuna mambo, akaendiswa hake norugare.”
Shona 2009?
Zvino Joabhu nehondo yose yakanga inaye vakati vasvika, Joabhu akaudzwa, zvichinzi, "Abhineri, mwanakomana waNeri, wakasvika kuna mambo, akaendiswa hake norugare."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Joabhu nehondo yose yakanga inaye vakati vasvika, Joabhu akaudzwa, zvichinzi, “Abhineri, mwanakomana waNeri, wakasvika kuna mambo, akaendiswa hake norugare.”