2 Samuel 3:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Joabi akaenda kunamambo, akati: Maiteiko? Tarirai, Abineri wakaŋga aȿika kwamuri, mamuregereiko acienda, ɀino waenda cose?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Joabhu akaenda kuna mambo akati, “Ko, chii chamaita? Tarirai, Abhineri akauya kwamuri. Ko, makaregerei achienda? Zvino atoenda zvake!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joabhu akabva aenda kuna mambo akati, “Ko ndochii ichochi chamaita? Abhuneru kutouya zvake kwamuri kuno, sei imi mamurega achienda? Kuendaka kwaatoita ikoku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Joabhu akaenda kuna mambo, akati, “Maiteiko? Tarirai, Abhineri wakanga asvika kwamuri, mamuregereiko achienda, zvino waenda chose?
Shona 2009?
ipapo Joabhu akaenda kuna mambo, akati, "Maiteiko? Tarirai, Abhineri wakanga asvika kwamuri, mamuregereiko achienda, zvino waenda chose?
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Joabhu akaenda kuna mambo, akati, “Maiteiko? Tarirai, Abhineri wakanga asvika kwamuri, mamuregereiko achienda, zvino waenda chose?