2 Samuel 3:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munoziʋa Abineri mŋanakomana waNeri, kuti wakaŋga aʋuya kuzokunyeŋgerai, aziʋe kuɓuɗa kwenyu nokupinda kwenyu, nokuziʋa ɀose ɀamunoita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munomuziva imi Abhuneri mwanakomana waNeri; anga auya kuzokunyengerai uye kuzoongorora mafambiro enyu nokusora zvose zvamuri kuita.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zivai kuti Abhuneru mwana waNeru chaichoicho chaanga avinga kuno kuzokunyengedzai nokuongorora mafambiro enyu nokuzivurura zvose zvamuri kuita.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Munoziva Abhineri mwanakomana waNeri, kuti wakanga auya kuzokunyengerai, azive kubuda kwenyu nokupinda kwenyu, nokuziva zvose zvamunoita.”
Shona 2009?
"Munoziva Abhineri mwanakomana waNeri, kuti wakanga auya kuzokunyengerai, azive kubuda kwenyu nokupinda kwenyu, nokuziva zvose zvamunoita."
Shona SUB 2002 Bible
“Munoziva Abhineri mwanakomana waNeri, kuti wakanga auya kuzokunyengerai, azive kubuda kwenyu nokupinda kwenyu, nokuziva zvose zvamunoita.”