2 Samuel 3:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Joabi naAbishai munuŋuna wake ʋakaʋuraya Abineri, nokuti wakaŋga aʋuraya munuŋuna waʋo Asaheri pakurwa paGibeoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
(Joabhu nomunun'una wake Abhishai vakaponda Abhineri nokuti akanga auraya Asaheri munun'una wavo muhondo paGibheoni.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndozvakaita Joabhu nomunun'una wake Abhishai, vakauraya Abhuneru nokuti Abhuneru akanga auraya munun'una wavo Asaheri muhondo kuGibheoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Joabhu naAbhishai nomunun’una wake vakauraya Abhineri, nokuti wakanga auraya munun’una wavo Ashaheri pakurwa paGibheoni.
Shona 2009?
Naizvozvo Joabhu naAbhishai nomunun'una wake vakauraya Abhineri, nokuti wakanga auraya munun'una wavo Ashaheri pakurwa paGibhiyoni.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Joabhu naAbhishai nomunun'una wake vakauraya Abhineri, nokuti wakanga auraya munun'una wavo Ashaheri pakurwa paGibheoni.