2 Samuel 3:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋose ʋakaɀiʋona, ʋakafara naɀo, nokuti ɀose ɀineŋge ɀakaŋga ɀiciitwa namambo ɀakafadza ʋanhu ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vose vakazviona uye vakafara; zvirokwazvo, chose chakaitwa namambo chakavafadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vakazviona zvikavafadza. Zvose zvakaitwa namambo zvakafadza vanhu vose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vose vakazviona, vakafara nazvo, nokuti zvose zvinenge zvakanga zvichiitwa namambo zvakafadza vanhu vose.”
Shona 2009?
Vanhu vose vakazviona, vakafara nazvo, nokuti zvose zvinenge zvakanga zvichiitwa namambo zvakafadza vanhu vose."
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vose vakazviona, vakafara nazvo, nokuti zvose zvinenge zvakanga zvichiitwa namambo zvakafadza vanhu vose.”