2 Samuel 3:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋanhu ʋose naʋaIsraeri ʋose ʋakaziʋa kuti wakaŋga asi mambo wakaraira kuti Abineri mŋanakomana waNeri aʋurawe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo musi uyu vanhu vose neIsraeri yose, vakaziva kuti mambo akanga asingatenderani nokuurayiwa kwaAbhineri mwanakomana waNeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo vanhu vose nevokwaIsiraeri vose vakazviziva zuva iroro kuti chakanga chisiri chido chamambo chokuti Abhuneru mwanakomana waNeru aurayiwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vanhu vose navaIsiraeri vose vakaziva kuti wakanga asi mambo wakaraira kuti Abhineri mwanakomana waNeri aurawe.
Shona 2009?
Naizvozvo vanhu vose navaIsiraeri vose vakaziva kuti wakanga asi mambo wakaraira kuti Abhineri mwanakomana waNeri aurawe.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vanhu vose naVaIsiraeri vose vakaziva kuti wakanga asi mambo wakaraira kuti Abhineri mwanakomana waNeri auraiwe.