2 Samuel 3:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wecinna waiʋa Adonia, mŋanakomana waHagiti; wecishanu waiʋa Shefatia, mŋanakomana waAbitari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
wechina, Adhoniya mwanakomana waHagiti; wechishanu, Shefatia mwanakomana waAbhitari;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wechina ndiAdhoniya waakaberekerwa naHagiti. Wechishanu ndiShefatiya waakaberekerwa naAbhitari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
wechina waiva Adhonia, mwanakomana waHagiti; wechishanu waiva Shefatia, mwanakomana waAbhitari,
Shona 2009?
wechina waiva Adhonia, mwanakomana waHagiti; wechishanu waiva Shefatia, mwanakomana waAbhitari,
Shona SUB 2002 Bible
wechina waiva Adhonia, mwanakomana waHagiti; wechishanu waiva Shefatia, mwanakomana waAbhitari,