2 Samuel 3:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kurwa kwakati kuri’po pakati peimba yaSauro neimba yaDavidi, Abineri akaɀisimbisa paimba yaSauro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munguva yehondo pakati peimba yaSauro neimba yaDhavhidhi, Abhineri akanga achisimbisa chinzvimbo chake muimba yaSauro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hondo payaingunotsviriridza kudaro pakati pemhuri yokwaSauro nemhuri yokwaDhavhidhi, Abhuneru akanga achitoita kuti ukuru hwake hudzike midzi mumhuri yokwaSauro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kurwa kwakati kuripo pakati peimba yaSauro neimba yaDhavhidhi, Abhineri akazvisimbisa paimba yaSauro.
Shona 2009?
Zvino kurwa kwakati kuripo pakati peimba yaSauro neimba yaDhavhidhi, Abhineri akazvisimbisa paimba yaSauro.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kurwa kwakati kuripo pakati peimba yaSauro neimba yaDhavhidhi, Abhineri akazvisimbisa paimba yaSauro.