2 Samuel 3:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Sauro wakaŋga anomuroŋgo, wainzi Rizpa, mukunda waAya; Ishi‐bosheti akati kunaAbineri: Wapindireiko kumuroŋgo waɓaɓa ʋaŋgu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Sauro aiva nomukadzi womurongo ainzi Rizipa mwanasikana waAiya. Uye Ishi-Bhosheti akati kuna Abhineri, “Wakararirei nomurongo wababa vangu?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Sauro aiva nomurongo wake ainzi Rizipa mwanasikana waAiya. Ishibhosheti akabvunza Abhuneru kuti, “Wapindwa nei kubva wapinda mumba nomurongo wababa vangu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Sauro wakanga ano murongo, wainzi Rizipa, mukunda waAya; Ishibhosheti akati kuna Abhineri, “Wapindireiko kumurongo wababa vangu?”
Shona 2009?
Zvino Sauro wakanga anomurongo, wainzi Rizipa, mukunda waAya; Ishibhosheti akati kuna Abhineri, "Wapindireiko kumurongo wababa vangu?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Sauro wakanga ano murongo, wainzi Rizipa, mukunda waAya; Ishibhosheti akati kuna Abhineri, “Wapindireiko kumurongo wababa vangu?”