2 Samuel 4:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Ishi‐bosheti mŋanakomana waSauro, wakati anzwa kuti Abineri wakaŋga afa paHebroni, maʋoko ake akashaiwa simba, naʋaIsraeri ʋose ʋakavunduka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Ishi-Bhosheti mwanakomana waSauro paakanzwa kuti Abhineri akanga afa paHebhuroni, akapererwa nesimba, uye Israeri yose yakavhunduka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti Ishibhosheti mwanakomana waSauro anzwa kuti Abhuneru akafira kuHebhuroni zvakamupedza simba, zvikakangaidzawo vokwaIsiraeri vose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Ishibhosheti mwanakomana waSauro, akati anzwa kuti Abhineri wakanga afa paHebhuroni, maoko ake akashaiwa simba, navaIsiraeri vose vakavhunduka.
Shona 2009?
Zvino Ishibhohosheti mwanakomana waSauro, akati anzwa kuti Abhineri wakanga afa paHebhuroni, maoko ake akashaiwa simba, navaIsiraeri vose vakavhunduka.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Ishibhosheti mwanakomana waSauro, akati anzwa kuti Abhineri wakanga afa paHebhuroni, maoko ake akashaiwa simba, naVaIsiraeri vose vakavhunduka.