2 Samuel 4:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
musi wandakaʋudzwa nomumŋe, aciti: Tarirai, Sauro wafa, acifuŋga kuti waʋuya neshoko rakanaka, ndakamuɓata, ndikamuʋuraya paZikragi; ndiwo waiʋa muɓairo wandakamupa pamsoro peshoko rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pandakaudzwa nomumwe murume kuti, ‘Sauro afa,’ iye achifunga kuti ari kuuya nenhau dzakanaka, ndakamubata ndikamuuraya paZikiragi. Ndiwo mubayiro wandakamupa pamashoko ake!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti mumwe paakandiudza kuti, ‘Sauro afa uku,’ achifunga kuti ari kutondiunzira dama rakanaka, ndakamubata ndikamuuraya kuZikiragi. Ndiwo mubayiro wandakamupa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
musi wandakaudzwa nomumwe, achiti, ‘Tarirai, Sauro afa,’ achifunga kuti wauya neshoko rakanaka, ndakamubata, ndikamuuraya paZikiragi; ndiwo waiva mubayiro wandakamupa pamusoro peshoko rake.
Shona 2009?
musi wandakaudzwa nomumwe, achiti, `Tarirai, Sauro afa,' achifunga kuti wauya neshoko rakanaka, ndakamubata, ndikamuuraya paZikiragi; ndiwo waiva mubayiro wandakamupa pamusoro peshoko rake.
Shona SUB 2002 Bible
musi wandakaudzwa nomumwe, achiti, ‘Tarirai, Sauro afa,’ achifunga kuti wauya neshoko rakanaka, ndakamubata, ndikamuuraya paZikiragi; ndiwo waiva mubairo wandakamupa pamusoro peshoko rake.