2 Samuel 4:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Davidi akaraira majaya ake, ʋakaʋaʋuraya, ʋakagura maʋoko aʋo netsoka dzaʋo, ʋakaʋaturika kurutiʋi rwedziʋa paHebroni. Asi ʋakatora musoro waIshi‐bosheti, ʋakauʋiga mubgiro bgaAbineri paHebroni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Dhavhidhi akarayira majaya ake, ivo vakavauraya. Vakadimura maoko namakumbo avo ndokurembedza miviri yavo padziva reHebhuroni. Asi vakatora musoro wa Ishi-Bhosheti vakandouviga muguva raAbhineri paHebhuroni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akabva atuma majaya ake, akavauraya akavadimura maoko netsoka, vakavasungirira pedyo nedziva kuHebhuroni. Asi musoro waIshibhosheti vakautora vakauviga muguva raAbhuneru kuHebhuroniko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Dhavhidhi akaraira majaya vakavauraya vakavagura maoko avo netsoka dzavo, vakavaturika kurutivi rwedziva paHebhuroni. Asi vakatora musoro waIshibhosheti, vakauviga muhwiro hwaAbhineri paHebhuroni.
Shona 2009?
Ipapo Dhavhidhi akaraira majaya vakavauraya vakavagura maoko avo netsoka dzavo, vakavaturika kurutivi rwedziva paHebhuroni. Asi vakatora musoro walshibhosheti, vakauviga muhwiro hwaAbhineri paHebhuroni.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Dhavhidhi akaraira majaya vakavauraya vakavagura maoko avo netsoka dzavo, vakavaturika kurutivi rwedziva paHebhuroni. Asi vakatora musoro waIshibhosheti, vakauviga muhwiro hwaAbhineri paHebhuroni.