2 Samuel 4:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaRimoni muBeeroti, ʋanaRekabi naBaana, ʋakaenda, ʋakaȿika paimba yaIshi‐bosheti zuʋa ricipisa, iye acizorora masikati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Rekabhu naBhaana, vanakomana vaRimoni muBheeroti, vakabuda vakananga kumba kwa Ishi-Bhosheti, vakasvikako masikati zuva richipisa iye ari pakuzorora kwake kwamasikati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vana vaRimoni wokuBheeroti vanaRekabhu naBhaana vakasimuka vakandosvika kumba kwaIshibhosheti zuva richirova nhongonya iye akanga ari panguva yake yamasikati yokuzorora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaRimoni muBheeroti, vanaRekabhu naBhaana, vakaenda, vakasvika paimba yaIshibhosheti zuva richipisa, iye achizorora masikati.
Shona 2009?
Vana vaRimoni muBheeroti, vanaRekabhu naBhaana, vakaenda, vakasvika paimba yaIshibhosheti zuva richipisa, iye achizorora masikati.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vaRimoni muBheeroti, vanaRekabhu naBhaana, vakaenda, vakasvika paimba yaIshibhosheti zuva richipisa, iye achizorora masikati.