2 Samuel 4:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakapinda mukati meimba, ʋaciita sokuɗa kutora ɀiyo, ʋakamuɓaya nomuɗumbu; Rekabi naBaana ndokutiza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakapinda mukati memba vachiita sevanondotora gorosi, ndokubva vamubaya napadumbu. Ipapo Rekabhu nomunun'una wake Bhaana vakabva vatiza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakapinda mumba yomukati vachiita sokunge vari kuda kundotora koroni vakabva vamubhovhora padumbu. Rekabhu nomunun'una wake Bhaana ndokubva vatiza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakapinda mukati meimba, vachiita sokuda kutora zviyo, vakamubaya nomudumbu; Rekabhu naBhaana ndokutiza.
Shona 2009?
Vakapinda mukati meimba, vachiita sokuda kutora zviyo, vakamubaya nomudumbu; Rekabhu naBhaana ndokutiza.
Shona SUB 2002 Bible
Vakapinda mukati meimba, vachiita sokuda kutora zviyo, vakamubaya nomudumbu; Rekabhu naBhaana ndokutiza.