2 Samuel 4:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akapindura Rekabi naBaana munuŋuna wake, ʋana ʋaRimoni muBeeroti, akati kwaʋari: NaJehova mupenyu, wakadzikinura mŋeya waŋgu panjodzi dzose,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akapindura Rekabhu naBhaana, vanakomana vaRimoni muBheeroti akati, “Zvirokwazvo naJehovha mupenyu, uyo akandinunura munjodzi dzose,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Dhavhidhi akapindura Rekabhu nomunun'una wake Bhaana vanakomana vaRimoni vokuBheeroti achiti, “Ndinopika naTenzi chaiye mupenyu akandinunura munjodzi dzose
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akapindura Rekabhu naBhaana munun’una wake, vana vaRimoni muBheeroti, akati kwavari, “NaJehovha mupenyu, wakadzikinura mweya wangu panjodzi dzose,
Shona 2009?
Dhavhidhi akapindura Rekabhu naBhaana munun'una wake, vana vaRimoni muBheeroti, akati kwavari, "NaJehovha mupenyu, wakadzikunura mweya wangu panjodzi dzose,
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akapindura Rekabhu naBhaana munun'una wake, vana vaRimoni muBheeroti, akati kwavari, “NaJehovha mupenyu, wakadzikinura mweya wangu panjodzi dzose,