2 Samuel 5:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino marudzi ose aʋaIsraeri akaʋuya kunaDavidi paHebroni, akataura, akati: Tarirai tiri mafupa enyu nenyama yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Marudzi ose avaIsraeri akauya kuna Dhavhidhi paHebhuroni akati, “Tiri nyama yenyu neropa renyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madzinza ose okwaIsiraeri akauya kuna Dhavhidhi kuHebhuroni akati, “Zvamuchione, izvozvi tiri hama nehama, vanhu veropa rimwechete chairo nemi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino marudzi ose avaIsiraeri akauya kuna Dhavhidhi paHebhuroni, akataura akati, “Tarirai tiri mapfupa enyu nenyama yenyu.
Shona 2009?
Zvino marudzi ose avaIsiraeri akauya kuna Dhavhidhi paHebhuroni, akataura akati, "Tarirai tiri mapfupa enyu nenyama yenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino marudzi ose aVaIsiraeri akauya kuna Dhavhidhi paHebhuroni, akataura akati, “Tarirai tiri mapfupa enyu nenyama yenyu.