2 Samuel 5:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akaramba acikura, nokuti Jehova, Mŋari wehondo, wakaŋga anaye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Simba rake rakaramba richiwedzerwa, nokuti Jehovha Mwari Wamasimba Ose aiva naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ukuru hwaDhavhidhi hwakaramba hwongoenderera mberi nokuti Tenzi, Mwari wegurusvusvu rehondo aiva naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akaramba achikura, nokuti Jehovha, Mwari wehondo, wakanga anaye.
Shona 2009?
Dhavhidhi akaramba achikura, nokuti Jehovha, Mwari wehondo, wakanga anaye.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akaramba achikura, nokuti Jehovha, Mwari wehondo, wakanga anaye.